Hapana paasir

Shona hymn



Hapana paasir, Shona hymn

Hapana paasiri Wedenga Bambo SHE; Bva pose wo patiri, Ndi ‘po paari SHE!
Mirangariro yose Painokwirapo Kumsoro pasi, pose Wedenga uri’po!
Hapana zvinhu zvose Zvinodarikwapo; Vanomutenda vose Vacacengetwa wo! Mazana ezvishiri, Nebundo nairo; Nyanguvawo makonye Worinda zvose’zvo.
Zviri munyika yose Zviri mumvurawo. Nezvinofamba pose Zviri mudengamo; Zviumbwa zvake zvose Uchazvinyimirei? Mazuva ose ose Zvinochengetwa sei!
Bva vana vaSHE Bambo Votaririrwawo; Uri parudyi rwavo, Nokuruboshweko. Pavanoshayiwa simba, Panhamo dzosewo,Nyanguvawo parufu Wedenga uripo!


There is no one who does not belong to the heavenly Father, the LORD; Wherever we go, the Lord is there. Every thought is there, taken up into heaven.
Yet, not everything is heavenly. All those who believe him will be saved! God watches over the hundreds of birds, but also the worms of the field.
God takes care of what is on the earth, and also in the waters, everything that moves in the sky.
Why do you not see all that God ordains, how every day God saves?
The children of the Lord are also looked after. The Lord is on their right and on their left. When they are in trouble or lack strength, even in death, our heavenly Father is there.